Posted on Jul 24, 2020
The Shona teacher
Paivapo! paiva natsuro namhembwe. Tsuro akati kuna Mhembwe nhai Mhembwe wakamboona tsumvu here? Mhembwe akashamisika akati kwete handisati, yakaita sei? Tsuro akaenda akazodzoka achimhanya kunge samare akati hoyo pfumvu. Mhembwe paakatarisa kudai akaona nyuchi dzakasviba kut tsva dzichitevera tsuro. Naiyewo akabva abereka tsoka. ndopakaperera sarungano.
#ngano #taurashona
#ngano #taurashona